Ezekieri 12:2
Ezekieri 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mwanakomana womunhu, iwe ugere pakati pavanhu vanondimukira. Vane meso okuona asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa asi havanzwi, nokuti vanhu vokumukira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 12Ezekieri 12:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Mwanakomana womunhu, ugere pakati pavanhu veimba inondimukira simba, vana meso okuona, asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa, asi havanzwi; nokuti iimba inondimukira simba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 12Ezekieri 12:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Iwe mwanakomana womunhu unogara pakati pemba yavanhu vakapanduka vane meso okuonesa asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa asi havanzwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 12