Ezekieri 2:5
Ezekieri 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kunyange vakanzwa kana kuti vakaramba kunzwa, nokuti ivo imba inomukira, vachaziva kuti muprofita akanga ari pakati pavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 2Ezekieri 2:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
‘Zvino ivo, kana vachida kunzwa, kana vasingadi nokuti ivo iimba inondimukira simba, vachaziva kuti muporofita akanga aripo pakati pavo.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 2Ezekieri 2:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
‘Vangarege kuteerera pamusana pokuti vanhu ivava vanhu vakapanduka. Vangateerere kana kuti vachaziva kuti panga pane muporofita pakati pavo.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 2