Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 22:30 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 22:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Ndakatsvaka munhu pakati pavo angavaka rusvingo uye agomira pamberi pangu, pakakoromoka, achimirira nyika kuti ndirege kuparadza, asi ndakashayiwa kana mumwe.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 22 BDSC

Ezekieri 22:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino ndakatsvaka pakati pavo munhu angagadzira rusvingo, angamira pakakoromoka pamberi pangu achirwira nyika, kuti ndirege kuiparadza; asi handina kuwana nomumwe.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 22 SNA2002

Ezekieri 22:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ndakatȿaka pakati paʋo munhu uŋgagadzira ruȿiŋgo, uŋgamira pakakoromoka pamberi paŋgu acirwira nyika, kuti ndirege kuiparadza; asi handina‐kuwana nomumŋe.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 22 SUB1949

Ezekieri 22:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvino ndakatsvaga pakati pavo munhu angavake rusvingo, anomira pakakoromoka pamberi pangu, akamiririra nyika kuitira kuti ndirege kuiparadza. Asi hapana wandakawana.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 22 SCLB

Ezekieri 22:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvino ndakatsvaga pakati pavo munhu angavake rusvingo, anomira pakakoromoka pamberi pangu, akamiririra nyika kuitira kuti ndirege kuiparadza. Asi hapana wandakawana.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 22 SCLBD