Ezekieri 23:49 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 23:49 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ucharangwa nokuda kwounzenza hwako uye uchatakura mubayiro wezvivi zvokufeva kwako. Ipapo uchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 23 BDSCEzekieri 23:49 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachakutsivirai zvakashata zvenyu, imi muchava nezvivi zvezvifananidzo zvenyu, zvino muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 23 SNA2002Ezekieri 23:49 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋacakutsiʋirai ɀakashata ɀenyu, imi mucaʋa neɀiʋi ɀeɀifananidzo ɀenyu; ɀino mucaziʋa kuti ndini Ishe Jehova.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 23 SUB1949Ezekieri 23:49 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kushaya kwenyu hunhu kuchakupfukirai mugopiwa shamhu yechirango chechitadzo chenyu chokunamata zvifananidzo. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 23 SCLBEzekieri 23:49 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kushaya kwenyu hunhu kuchakupfukirai mugopiwa shamhu yechirango chechitadzo chenyu chokunamata zvifananidzo. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi Mwari.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 23 SCLBD