Ezekieri 28:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 28:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachakuburutsira kugomba, uye uchafa rufu runorwadza pakati pomwoyo wamakungwa.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 28 BDSCEzekieri 28:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachakuburusira kugomba; uchafa norufu rwavanourawa mumwoyo wamakungwa.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 28 SNA2002Ezekieri 28:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋacakuɓurusira kugomba; ucafa norufu rwaʋanoʋurawa mumŋoyo wamakuŋgwa.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 28 SUB1949Ezekieri 28:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachakukanda mugomba, uchafa rufu rwokupondwa mukatikati memakungwa.’
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 28 SCLBEzekieri 28:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vachakukanda mugomba, uchafa rufu rwokupondwa mukatikati memakungwa.’
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 28 SCLBD