Ezekieri 33:5 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 33:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo akanzwa kurira kwehwamanda asi akashaya hanya, ropa rake richava pamusoro wake. Dai akateerera kunyeverwa, angadai akaponesa upenyu hwake.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 BDSCEzekieri 33:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanzwa kurira kwehwamanda, akasatenda kunyeverwa, ropa rake richava pamusoro pake; dai akatenda kunyeverwa, angadai akaponesa mweya wake.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 SNA2002Ezekieri 33:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Wakanzwa kurira kwehwamanda, akasatenda kunyeʋerwa, ropa rake ricaʋa pamsoro pake; ɗai akatenda kunyeʋerwa, uŋgaɗai akaponesa mŋeya wake.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 SUB1949Ezekieri 33:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanzwa kurira kwehwamanda asi haana kuzvichenjerera; rufu rwake nderwokuzviparira. Dai akazvichenjerera angadai akazviponesa upenyu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 SCLBEzekieri 33:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akanzwa kurira kwehwamanda asi haana kuzvichenjerera; rufu rwake nderwokuzviparira. Dai akazvichenjerera angadai akazviponesa upenyu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 SCLBD