Ezekieri 33:7 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 33:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; saka inzwa shoko randinotaura ugovaudza yambiro inobva kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 BDSCEzekieri 33:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saizvozvowo iwe Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire paimba yaIsiraeri; naizvozvo chinzwa shoko rinobuda mumuromo mangu, uvanyevere panzvimbo yangu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 SNA2002Ezekieri 33:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Saiɀoɀo ʋo iwe mŋanakomana womunhu, ndakakuita nharirire paimba yaIsraeri; naiɀoɀo cinzwa shoko rinoɓuɗa mumuromo maŋgu, uʋanyeʋere panɀimbo yaŋgu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 SUB1949Ezekieri 33:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saizvozvo iwe mwanakomana womunhu, ndakuita nharirire yemba yokwaIsiraeri. Ukangonzwa shoko pamuromo pangu unofanira kupa vanhu yambiro inobva kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 SCLBEzekieri 33:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Saizvozvo iwe mwanakomana womunhu, ndakuita nharirire yemba yokwaIsiraeri. Ukangonzwa shoko pamuromo pangu unofanira kupa vanhu yambiro inobva kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 33 SCLBD