Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 34:12 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 34:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Somufudzi anofudza makwai ake akapararira paanenge anawo, saizvozvo neni ndichafudza makwai angu. Ndichaarwira kubva panzvimbo dzose dzaanga akapararira pazuva ramakore nerima.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 BDSC

Ezekieri 34:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Mufudzi sezvaanotsvaka boka rake, nezuva raari pakati pamakwai ake akapararira kwose, saizvozvo ndichatsvaka makwai angu, ndichaarwira panzvimbo dzose kwaakapararira nezuva ramakore nererima.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 SNA2002

Ezekieri 34:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mufudzi seɀaanotȿaka ɓoka rake, nezuʋa raari pakati pamakwai ake akapararira kwose, saiɀoɀo ndicatȿaka makwai aŋgu, ndicaarwira panɀimbo dzose kwaakapararira nezuʋa ramakore nererima.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 SUB1949

Ezekieri 34:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Sezvinongoita mufudzi anotsvaka hwai dzake kana dzimwe dzapararira ndizvozvo zvandichaita kutsvaka hwai dzangu. Ndichadzinunura munzvimbo madzakapararira, pamusi wamakuti nerima rakati kwirindindi.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 SCLB

Ezekieri 34:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Sezvinongoita mufudzi anotsvaka hwai dzake kana dzimwe dzapararira ndizvozvo zvandichaita kutsvaka hwai dzangu. Ndichadzinunura munzvimbo madzakapararira, pamusi wamakuti nerima rakati kwirindindi.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 SCLBD