Ezekieri 34:31 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 34:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi makwai angu, makwai amafuro angu, muri vanhu, uye ini ndiri Mwari wenyu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 BDSCEzekieri 34:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi imi, makwai angu, makwai anofudzwa neni, muri vanhu, neni ndiri Mwari wenyu,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 SNA2002Ezekieri 34:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi imi, makwai aŋgu, makwai anofudzwa neni, muri ʋanhu, neni ndiri Mŋari wenyu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 SUB1949Ezekieri 34:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imimi ndimi hwai dzangu, hwai dzomumafuro angu. Iniwo ndini Mwari wenyu” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 SCLBEzekieri 34:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Imimi ndimi hwai dzangu, hwai dzomumafuro angu. Iniwo ndini Mwari wenyu” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 34 SCLBD