Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 36:26 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 36:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndichakupai mwoyo mutsva nokuisa mweya mutsva mukati menyu, ndichabvisa mwoyo webwe mamuri ndigoisa mwoyo wenyama mukati menyu.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 BDSC

Ezekieri 36:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndichakupaiwo mwoyo mutsva, nokuisa mukati menyu mweya mutsva; ndichabvisa mwoyo webwe panyama yenyu, ndikupei mwoyo wenyama.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SNA2002

Ezekieri 36:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndicakupai ʋo mŋoyo mutȿa, nokuisa mukati menyu mŋeya mutȿa; ndicabvisa mŋoyo webge panyama yenyu, ndikupei mŋoyo wenyama.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SUB1949

Ezekieri 36:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndichakupai mwoyo mutsva ndigoisa mamuri mweya mutsva. Ndichabvisawo mamuri mwoyo wedombo ndichikupai mwoyo wenyama.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SCLB

Ezekieri 36:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndichakupai mwoyo mutsva ndigoisa mamuri mweya mutsva. Ndichabvisawo mamuri mwoyo wedombo ndichikupai mwoyo wenyama.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SCLBD