Ezekieri 36:27 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 36:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu uye ndichakuitai kuti mutevere mitemo yangu mugochenjerera kuchengeta mirayiro yangu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 BDSCEzekieri 36:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu, nokukufambisai nemitemo yangu; muchachengeta zvandakarayira nokuzviita.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SNA2002Ezekieri 36:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋuye ndicaisa Mŋeya waŋgu mukati menyu, nokukufambisai nemitemo yaŋgu; mucaceŋgeta ɀandakaraira nokuɀiita.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SUB1949Ezekieri 36:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaisa mweya wangu mamuri, ndigoita kuti mutevere mirawo yangu nokuchengeta zvirewo zvangu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SCLBEzekieri 36:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndichaisa mweya wangu mamuri, ndigoita kuti mutevere mirawo yangu nokuchengeta zvirewo zvangu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SCLBD