Ezekieri 36:28 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 36:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchagara munyika yandakapa madzitateguru enyu; imi muchava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 BDSCEzekieri 36:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchagara munyika yandakapa madzibaba enyu; muchava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SNA2002Ezekieri 36:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mucagara munyika yandakapa madziɓaɓa enyu; mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SUB1949Ezekieri 36:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchagara munyika yandakapa kumadzibaba enyu, muchava vanhu vangu ini ndichava Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SCLBEzekieri 36:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Muchagara munyika yandakapa kumadzibaba enyu, muchava vanhu vangu ini ndichava Mwari wenyu.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 36 SCLBD