Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 37:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 37:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akandibvunza akati, “Mwanakomana womunhu, mapfupa aya angararama here?” Ini ndakati, “Imi Ishe Jehovha, iyemi moga munoziva.”

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 BDSC

Ezekieri 37:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akati kwandiri, “Mwanakomana, mapfupa awa angararama here?” Ndikapindura, ndikati, “Imi Ishe Jehovha munozviziva.”

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 SNA2002

Ezekieri 37:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akati kwandiri: Mŋanakomana, mafupa awa aŋgararama here? Ndikapindura, ndikati: Imi Ishe Jehova munoɀiziʋa.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 SUB1949

Ezekieri 37:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Akanditi nhai mwanakomana womunhu mapfupa aya angava mapenyu here?” Ini ndakati, “Imi Tenzi Mwari ndimi munoziva.”

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 SCLB

Ezekieri 37:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Akanditi nhai mwanakomana womunhu mapfupa aya angava mapenyu here?” Ini ndakati, “Imi Tenzi Mwari ndimi munoziva.”

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 SCLBD