Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 37:4-5 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 37:4-5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo iye akati kwandiri, “Profita kumapfupa aya uti kwaari, ‘Imi mapfupa akaoma, inzwai shoko raJehovha: Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa aya: Ndichaisa mweya mukati menyu mugorarama.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 BDSC

Ezekieri 37:4-5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino akatizve kwandiri, “Porofita pamusoro pamapfupa awa, uti kwaari, ‘Imi mapfupa akaoma, inzwai shoko raJehovha.’ Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa awa, ‘Tarirai, ndichapinza mweya mukati menyu, muchararamazve.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 SNA2002

Ezekieri 37:4-5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino akati kwandiri ɀe: Profita pamsoro pamafupa awa, uti kwaari: Imi mafupa akawoma, inzwai shoko raJehova. Ɀanzi naShe Jehova kumafupa awa: Tarirai, ndicapinza mŋeya mukati menyu, mucararama ɀe.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 SUB1949

Ezekieri 37:4-5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akanditizve porofita kumapfupa iwaya uti kwaari, “Imi mapfupa akaoma inzwai shoko raTenzi. Zvanzi naTenzi Mwari kumapfupa aya, chinzwai, ndichapinza mweya mamuri mugorarama.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 SCLB

Ezekieri 37:4-5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akanditizve porofita kumapfupa iwaya uti kwaari, “Imi mapfupa akaoma inzwai shoko raTenzi. Zvanzi naTenzi Mwari kumapfupa aya, chinzwai, ndichapinza mweya mamuri mugorarama.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 37 SCLBD