Ezekieri 38:23 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 38:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokudaro ndicharatidza ukuru hwangu noutsvene hwangu, uye ndichazvizivisa pamberi pendudzi zhinji. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 38 BDSCEzekieri 38:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndichazvikurisa, nokuzviita mutsvene, nokuzvizivisa pamberi pamarudzi mazhinji; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 38 SNA2002Ezekieri 38:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ini ndicaɀikurisa, nokuɀiita mutȿene, nokuɀiziʋisa pamberi pamarudzi mazhinji; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 38 SUB1949Ezekieri 38:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 38 SCLBEzekieri 38:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndokuratidza kwandichaita ukuru hwangu nokuera kwangu ndichiita kuti ndizivikanwe namarudzi avanhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 38 SCLBD