Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 39:28 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 39:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, nokuti kunyange ndakavadzingira kuutapwa pakati pendudzi, ndichavaunganidza munyika yavo, pasina wandinosiya.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 BDSC

Ezekieri 39:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, zvandakavatapisa pakati pamarudzi, ndikavaunganidzirazve munyika yavo; handingatongozosiyi mumwe wavopo

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 SNA2002

Ezekieri 39:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo ʋacaziʋa kuti ndini Jehova Mŋari waʋo, ɀandakaʋatapisa pakati pamarudzi, ndikaʋaʋuŋganidzira ɀe munyika yaʋo; handiŋgatoŋgozosiyi mumŋe waʋo’po

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 SUB1949

Ezekieri 39:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi, Mwari wavo nokuti ndakambovaendesa kuutapwa pakati pamarudzi acho ndikabva ndazovakokorodza munyika yavo chaiyo. Hapana wandichasiya ikoko.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 SCLB

Ezekieri 39:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi, Mwari wavo nokuti ndakambovaendesa kuutapwa pakati pamarudzi acho ndikabva ndazovakokorodza munyika yavo chaiyo. Hapana wandichasiya ikoko.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 SCLBD