Ezekieri 39:29 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ezekieri 39:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handingazovavanzirizve chiso changu, nokuti ndichadurura Mweya wangu pamusoro peimba yaIsraeri, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 BDSCEzekieri 39:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye handingazovavanziri chiso changu; nokuti ndakadurura mweya wangu pamusoro peimba yaIsiraeri,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 SNA2002Ezekieri 39:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋuye handiŋgazoʋaʋanziri ciso caŋgu; nokuti ndakaɗurura Mŋeya waŋgu pamsoro peimba yaIsraeri — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 SUB1949Ezekieri 39:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye handichazozvivanzazve uso kwavari pandichadururira Mweya wangu pamba yaIsiraeri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 SCLBEzekieri 39:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Uye handichazozvivanzazve uso kwavari pandichadururira Mweya wangu pamba yaIsiraeri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Pakurirana nevamwe
Ezekieri 39 SCLBD