Ezekieri 7:4
Ezekieri 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Handizokunzwiri ngoni kana kukuponesa; zvirokwazvo ndichakutsiva zvakafanira tsika dzako nezvinyangadzo zviri pakati pako. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 7Ezekieri 7:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ziso rangu haringakupembedzi, handingavi netsitsiwo; asi ndichauyisa nzira dzako pamusoro pako, nezvinonyangadza zvako zvichava pakati pako; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 7Ezekieri 7:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako zvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 7