Ezira 1:1
Ezira 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mugore rokutanga raSirasi mambo wePezhia, kuti shoko raJehovha rakataurwa nomuromo waJeremia rizadziswe, Jehovha akamutsa mwoyo waSirasi mambo wePezhia, kuti aite chiziviso munyika yake yose uye akaita kuti chinyorwe chichiti
Ezira 1:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino negore rokutanga raKoreshi mambo waPerisia, kuti shoko raJehovha rakarehwa nomuromo waJeremiya riitike, Jehovha akamutsa mweya waKoreshi mambo wePerisia, akaparidza paushe hwake hwose, akazvinyorawo, akati
Ezira 1:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mugore rechiposhi rokutonga kwaSairosi mambo wePezhiya, zvichizadzikisa shoko raTenzi raakataura nomuromo waJeremiya, Tenzi akapinza imwe pfungwa mumwoyo wamambo wePezhiya zvokuti akatemera vanhu chirevo nyika dzose dzoumambo hwake akaitawo zvokuchinyora chokuti
Ezira 1:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino negore rokutaŋga raKoreshi mambo wePersia, kuti shoko raJehova rakarebga nomuromo waJeremia riitike, Jehova wakamutsa mŋeya waKoreshi mambo wePersia, akaparidza paʋushe bgake bgose, akaɀinyora ʋo, akati
Ezira 1:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)