Ezira 4:5
Ezira 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakapa mari vapi vamazano kuti vavapikise uye vavakanganise paurongwa hwavo panguva yose yokutonga kwaSirasi mambo wePezhia uye kusvikira pakutonga kwaDhariasi mambo wePezhia.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 4Ezira 4:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakaripira vanhu vokuvaraira, kuti vakanganise zvavakanga vachida kuita, mazuva ose aKoreshi mambo wePerisia, kusvikira Dhariusi mambo wePerisia achizobata ushe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 4Ezira 4:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
vachivakokera mamwe makurukota okuita zvokubhadhara kuti zvavaida zviparare mazuva ose aSairosi mambo wePezhiya kunyangovawo nomumazuva aDhariosi mambo wePezhiya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 4