VaGaratia 1:3-4
VaGaratia 1:3-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nyasha norugare ŋgaɀiʋe nemi, ɀinobva kunaMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu, naShe Jesu Kristu, wakaɀipa nokuɗa kweɀiʋi ɀeɗu, kuti atisunuŋgure kunyika yakaipa yaɀino, nokuɗa kwaMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu
VaGaratia 1:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nyasha norugare ngazvive nemi zvichibva kuna Mwari Baba vedu nokuna Ishe Jesu Kristu, akazvipa nokuda kwezvivi zvedu kuti atisunungure kubva munyika yakaipa yazvino, maererano nokuda kwaMwari Baba vedu
VaGaratia 1:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nyasha norugare ngazvive nemi, zvinobva kuna Mwari, Baba vedu, naIshe Jesu Kristu, akazvipa nokuda kwezvivi zvedu, kuti atisunungure kunyika yakaipa yazvino, nokuda kwaMwari, Baba vedu
VaGaratia 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
chikomborero chokuitirwa nyasha necherugare ngachigare nemi chichibva kuna Mwari Baba nokuna Tenzi Jesu Kristu. Ndiye akazvipa pamusana pezvitadzo zvedu kuti atinunure kunyika youipi iripo iye zvino maererano nezvaidiwa naMwari naBaba vedu.
VaGaratia 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)