VaGaratia 1:8
VaGaratia 1:8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi kunyaŋge isu, kana mutumŋa unobva kuɗeŋga, akakuparidzirai imŋe evaŋgeri, inopesana neyatinokuparidzirai isu, ŋgaaʋe wakatukwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 1VaGaratia 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kunyange isu kana mutumwa anobva kudenga akaparidza vhangeri risati riri ratakakuparidzirai, ngaatukwe nokusingaperi!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 1VaGaratia 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kunyange isu, kana mutumwa anobva kudenga, akakuparidzirai imwe Vhangeri, inopesana neyatinokuparidzirai isu, ngaave akatukwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 1