VaGaratia 3:11
VaGaratia 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviri pachena kuti hapana munhu anoruramisirwa nomurayiro pamberi paMwari, nokuti, “Vakarurama vachararama nokutenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, zvinoonekwa kuti hakuna munhu anoruramiswa nomurayiro pamberi paMwari, nokuti, “Akarurama achararama nokutenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino zviri pachena kuti hapana munhu anoruramiswa nomutemo pamberi paMwari nokuti munhu anenge akaruramiswa pamusana pechitendero achararama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3