VaGaratia 3:13
VaGaratia 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kristu akatidzikinura kubva pakutukwa kwomurayiro paakava chakatukwa iye nokuda kwedu, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Vakatukwa vose vanoturikwa pamuti.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kristu akatidzikinura pakutuka kwomurayiro, iye akaitwa chakatukwa nokuda kwedu, nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Vakatukwa vose vanoturikwa pamuti!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3VaGaratia 3:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Kristu nokuva anenge akarengererwa rushambwa akatinunura kurushambwa rwomutemo nokuti muMagwaro Matsvene makanyorwa kuti: “Akarengererwa anorushambwa munhu wose anoturikwa pamuti.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 3