VaGaratia 4:11 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaGaratia 4:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokutyirai kuti zvichida ndakatambisa simba rangu pamusoro penyu.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 4 BDSCVaGaratia 4:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinotya pamusoro penyu, kuti zvimwe ndakabata basa kwamuri pasina.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 4 SNA2002VaGaratia 4:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndinotya pamsoro penyu, kuti ɀimŋe ndakaɓate‐ɓasa kwamuri pasina.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 4 SUB1949VaGaratia 4:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga ndinokaronge ndakashandira pasina.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 4 SCLBVaGaratia 4:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Inga ndinokaronge ndakashandira pasina.
Pakurirana nevamwe
VaGaratia 4 SCLBD