VaGaratia 4:4-5
VaGaratia 4:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi nguva yakati yakwana, Mwari akatuma Mwanakomana wake, akaberekwa nomukadzi, akaberekwa pasi pomurayiro, kuti adzikinure avo vari pasi pomurayiro, kuti tigamuchire kodzero yakazara yavanakomana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 4VaGaratia 4:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino nguva yakati yazara kwazvo, Mwari akatuma Mwanakomana wake, akaberekwa nomukadzi, akaberekwa pasi pomurayiro, kuti adzikinure vari pasi pomurayiro, kuti tipiwe umwana hwedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 4VaGaratia 4:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nguva payakakwana Mwari akatuma Mwanakomana wake akaberekwa nomukadzi. Akaberekwa ari pasi pomutemo kuti anunure vanhu vakanga vari pasi pomutemo kuti tiwane nhaka savana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 4