VaGaratia 5:1
VaGaratia 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kristu akatisunungura kuti tive vakasununguka. Zvino, mirai nesimba, murege kuzviremedza zvakare nejoko routapwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kristu akatisunungura kuti tive vakasununguka; naizvozvo mirai nesimba, murege kusungwazve nejoko rouranda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kristu chaakatisunungurira kuti tive vanhu vakasununguka, nokudaro mirai zvakasimba murege kuzvipinzazve mujoko rouranda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5