VaGaratia 5:14
VaGaratia 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Murayiro wose unobatanidzwa mumurayiro mumwe chete unoti: “Ude wokwako sezvaunozvida iwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti zvisungo zvose zvomutemo zvinozadziswa nechirevo chimwechete chinoti: “Ida mumwe wako sokuda kwaunozviita.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti murayiro wose unozadziswa neshoko rimwechete, rokuti, “Ida wokwako sezvaunozvida iwe;”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5