VaGaratia 5:17
VaGaratia 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti nyama inoshuva zvinopesana noMweya, uye Mweya anopesanawo nezvinoshuviwa nenyama. Izvi zvinorwisana pachazvo, kuti murege kuita zvamunoda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti zvinodiwa nomuviri zvinorwisana nezvinodiwa naMweya. Zvinodiwawo naMweya zvinorwisana nezvinodiwa nehavi dzomuviri nokuti izvi zviri zviviri zvinorwisana zvichikutadzisai kuita zvamunoda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5VaGaratia 5:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nyama inochiva ichirwa noMweya; noMweya uchirwa nenyama; nokuti izvi zvinorwisana; kuti murege kuita zvamunoda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaGaratia 5