Genesisi 1:24
Genesisi 1:24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋari akati: Nyika ŋgaiɓereke ɀipenyu ɀinamarudzi aɀo, neɀipfuwo, neɀinokambaira, nemhuka dzenyika, ɀinamarudzi aɀo; ɀikaita saiɀoɀo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari akati, “Nyika ngaibereke zvisikwa zvipenyu maererano namarudzi azvo: zvipfuwo, zvisikwa zvinokambaira panyika, nezvikara zvesango, chimwe nechimwe nemhando yacho.” Uye zvakaita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akati: Nyika ngaibereke zvipenyu zvina marudzi azvo, nezvipfuwo, nezvinokambaira, nemhuka dzenyika, zvina marudzi azvo; zvikaita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1