Genesisi 1:30
Genesisi 1:30 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mhuka dzose dzenyika, neshiri dzose dzeɗeŋga, neɀipenyu ɀose ɀinokambaira panyika, ɀinomŋeya woʋupenyu, ndakaɀipa miriʋo yose minyoro, kuti ɀiʋe ɀokudya ɀaɀo; ɀikaita saiɀoɀo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kumhuka dzose dzapanyika neshiri dzose dzedenga nokuzvisikwa zvose zvinokambaira panyika, zvose zvinofema, ndinozvipa miriwo minyoro kuti zvive zvokudya zvazvo.” Uye zvakaita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mhuka dzose dzenyika, neshiri dzose dzedenga, nezvipenyu zvose zvinokambaira panyika, zvinemweya woupenyu, ndakazvipa miriwo yose minyoro, kuti zvive zvokudya zvazvo; zvikaita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi ndapa zvinomera zvinyoro kumhuka dzesango neshiri dzose dzedenga, nezvinokambaira nokuzvova napasi, nezvinhu zvipenyu zvose zvinofema kuti chive chokudya chazvo,” zvikabva zvaita saizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1