Genesisi 1:31
Genesisi 1:31 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋari akaʋona ɀose ɀaakaita, ʋonei ɀakanaka kwaɀo. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa retanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akaona zvose zvaakanga aita, kuti zvakanga zvakanaka kwazvo. Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechitanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1Genesisi 1:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akaona zvose zvaakaita, onei zvakanaka kwazvo. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva retanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 1