Genesisi 11:6
Genesisi 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati, “Kana vanhu ava vava somunhu mumwe, vachitaura rurimi rumwe chete, vakatanga kuita izvi, zvino hapana chinhu chavanoronga kuti vachiite chichavaomera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 11Genesisi 11:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati, “Tarirai, vanhu ava ndivamwe, vanorurimi rumwe vose; zvino ndizvo zvavanotanga kuita; zvino hakuchina chinhu chavangada kuita chavangadziviswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 11Genesisi 11:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati, “Onai vanhu ava vose vanongova rudzi rwumwechete uye vose vanotaura mutauro mumwechete. Idzi imviromviro chete dzezvavachaita. Hakuna chichavatadzisa kuita chinhu chose chose chavanofunga kuita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 11