Genesisi 13:14
Genesisi 13:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti Abhuramu naRoti vaparadzana Tenzi akataurira Abhuramu achiti, “Uri pauri ipapo, tarisa kuchamhembe nokumaodzanyemba, kumabvazuva nokumadokero
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 13Genesisi 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Abhurama shure kwokubva kwaRoti, “Simudza meso ako uri pauri ipapo uye utarire kumusoro nezasi, kumabvazuva nokumavirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 13Genesisi 13:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Roti wakati aparadzana naye, Jehovha akati kuna Abhuramu, “Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutivi rwokumusoro, norwenyasi, norwokumabvazuva, norwokumavirira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 13