Genesisi 15:13
Genesisi 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jehovha akati kwaari, “Uzive zvirokwazvo kuti zvizvarwa zvako zvichava vatorwa munyika isati iri yavo, uye vachabatwa senhapwa uye vachibatwa zvakaipa kwamakore mazana mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kuna Abhuramu, “Uzive kwazvo kuti vana vako vachava vatorwa munyika isati iri yavo, vachava varanda vavo, vachatambudzwa makore ana mazana mana
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo Tenzi akati kuna Abhuramu “Ndinoda kuti unyatsoziva izvi zvokuti, vana vako vachava vatorwa munyika isiri yavo. Ikoko vachange vari varanda vachibatwa zvakaipa kwamazana mana amakore.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15