Genesisi 15:2
Genesisi 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Abhurama akati, “Haiwa Ishe Jehovha, muchandipeiko sezvo ndisina mwana uye Eriezeri weDhamasiko ndiye achava mudyi wenhaka yangu here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Abhuramu akati, “Ishe Jehovha, muchandipeiko, zvondofa hangu ndisina mwana; uchava mudyi wenhaka yeimba yangu ndiEriezeri weDhamasiko kani?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, zvamuchandipa zvichandibatsirei ndichidai kufamba zvangu ndisina kana mwana? Iyeka Ereazari wokuDhamasikusi ndiye achadya zvake nhaka yacho yomumba mangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15