Genesisi 15:5
Genesisi 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akamutora akamubudisa panze akati, “Tarisa kumusoro kumatenga uye uverenge nyeredzi uone zvirokwazvo kana ukakwanisa kudziverenga.” Ipapo akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akamubudisa panze akati, “Zvino tarira kudenga, uverenge nyeredzi, kana uchigona kudziverenga.” Akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akabuda naye panze akati, “Tarisa kudenga uverenge nyenyedzi kana uchikwanisa kudziverenga.” Ndokuti, “Ndiko kuwanda kuchaita vana vako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15