Genesisi 15:6
Genesisi 15:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Abhurama akatenda Jehovha, uye iye akamuti ndiko kururama kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akatenda Jehovha, akamuti ndiko kururama kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15Genesisi 15:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 15