Genesisi 16:11
Genesisi 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa waJehovha akatiwo kwaari: “Iye zvino wava nemimba uye uchava nomwanakomana. Uchamutumidza zita rokuti Ishumaeri, nokuti Jehovha anzwa nezvokutambura kwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 16Genesisi 16:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mutumwa waJehovha akatiwo kwaari, “Tarira wava nemimba, uchabereka mwanakomana; umutumidze zita rinonzi Ishimaeri, nokuti Jehovha wakanzwa kutambudzika kwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 16Genesisi 16:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iwe zvawava napamuviri, uchabereka mwana mukomana uzomutumidza zita rokuti Ishimaeri, nokuti Tenzi anzwa kuchema kwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 16