Genesisi 16:13
Genesisi 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hagari akapa zita iri kuna Jehovha akataura naye akati: “Ndimi Jehovha anondiona,” nokuti akati, “Zvino ndaona Iye anondiona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 16Genesisi 16:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hagari akatumidza Jehovha wakataurirana naye, zita rinonzi: Ndimi Mwari anoona; nokuti wakati, “Zviro kwazvo ndamuona pano oenda, iye unondiona!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 16Genesisi 16:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hagari akapa zita kuna Tenzi nyakutaura naye rokuti “Muri Mwari anoona,” nokuti akazviti, “Ndatarisana here chokwadi naMwari wandaona, ndikaramba ndiri mupenyu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 16