Genesisi 19:16
Genesisi 19:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi vakanonoka; varume vakabata ruoko rwake, noruoko rwomukadzi wake, namaoko avakunda vake vaviri; nokuti Jehovha wakanga ane tsitsi naye; vakamubudisa, vakamuisa kunze kweguta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19Genesisi 19:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati achinonoka, varume vakabata ruoko rwake uye namaoko omukadzi wake neavanasikana vake vaviri vakavabudisa zvakanaka kunze kweguta, nokuti Jehovha akavanzwira tsitsi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19Genesisi 19:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Roti akaita chinono, varume ava ndokubva vati Roti nomukadzi wake navanasikana vake vaviri, maoko chapu, vakavaburitsa vachivakwekweretsera kunze kweguta nokuti Tenzi akavanzwira tsitsi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19