Genesisi 19:29
Genesisi 19:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari wakati achiparadza maguta ebani, Mwari akarangarira Abhurahamu, akabudisa Roti pakati pokuparadzwa ikoko, nguva yaakaparadza maguta makanga muchigara Roti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19Genesisi 19:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Mwari paakaparadza maguta omubani, akarangarira Abhurahama, uye akabudisa Roti kubva panjodzi yakaparadza maguta makanga muchigara Roti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19Genesisi 19:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka Mwari paakaparadza maguta omubani, akarangarira Abhurahamu, akaburitsa Roti mukati menhamo yokuparadzwa kwamaguta aaigara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 19