Genesisi 2:18
Genesisi 2:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Jehova Mŋari akati ɀe. Haɀina‐kunaka kuti munhu agare ari woga; ndicamuitira muɓatsiri wakamukwanira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha Mwari akati, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari oga. Ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha Mwari akatizve, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2