Genesisi 2:25
Genesisi 2:25 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋose ʋari ʋaʋiri ʋakaŋga ʋasina‐kusimira, munhu nomukadzi wake, asi haʋana‐kunyara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Murume nomukadzi wake vakanga vasina kusimira vose, uye havana kutongonyara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vose vari vaviri vakanga vasina kusimira, munhu nomukadzi wake, asi havana kunyara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2