Genesisi 2:7
Genesisi 2:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Jehova Mŋari akaʋumba munhu neguruʋa revu, akafuridzira mŋeya woʋupenyu mumhino dzake; munhu akaʋa mŋeya mupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha Mwari akaumba munhu kubva paguruva revhu uye akafemera mweya woupenyu mumhino dzake, uye munhu akava mupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2Genesisi 2:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 2