Genesisi 22:11
Genesisi 22:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi mutumwa waJehovha akadanidzira kwaari kubva kudenga akati, “Abhurahama! Abhurahama!” Iye akapindura akati, “Ndiri pano hangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22Genesisi 22:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mutumwa waJehovha wakadanidzira kwaari, ari kudenga akati, “Abhurahamu! Abhurahamu!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22Genesisi 22:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakarepo mutumwa waMwari akadaidzira ari mudenga achiti, “Abhurahamu, Abhurahamu!” Abhurahamu akati, “Ndiri pano.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22