Genesisi 22:12
Genesisi 22:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutumwa akati, “Usakuvadze mwana wako kana kuwana chaungaite paari. Zvino ndazoziva kuti unotya Mwari, zvausina kurambira nomwanakomana wako, mumwe chete oga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22Genesisi 22:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati, “Usaisa ruoko rwako pamukomana. Usamboita chimwe chinhu kwaari. Zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari, nokuti hauna kundinyima mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe woga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22Genesisi 22:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati, “Usaisa ruoko rwako kumwana, usamuitira chinhu, nokuti zvino ndinoziva kuti unotya Mwari, zvausina kundinyima mwanakomana wako, iye mwanakomana wako mumwe chete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22