Genesisi 22:15-16
Genesisi 22:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa waJehovha akadana kuna Abhurahama kubva kudenga kechipiri akati, “Ndinopika neni pachangu, ndizvo zvinotaura Jehovha, kuti nokuda kwokuti waita izvi uye kuti hauna kundinyima mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe oga
Genesisi 22:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mutumwa waJehovha wakadana Abhurahamu rwechipiri, ari kudenga, akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Ndakapika neni ndimene,’ ndichiti, ‘Zvawaita izvozvo, ukasandinyima mwanakomana wako mumwe chete
Genesisi 22:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo mutumwa waTenzi akadaidzira rwechipiri ari mudenga kuna Abhurahamu achiti, “Ndinopika neni pachangu. Ndini Tenzi ndinodaro kutaura. Zvawaita chinhu chakadai ichi ukarega kurambira nomwanakomana wako, mwana wako mumwechete oga
Genesisi 22:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)