Genesisi 22:8
Genesisi 22:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Abhurahamu akati, “Mwanangu, Mwari pachake ndiye achaona kuti tawana hwayana yechibayiro chemupiro wokupisa.” Saka vose vari vaviri vakaenda zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22Genesisi 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Abhurahama akapindura akati, “Mwari pachake ndiye achapa gwayana rechipiriso chinopiswa, mwanakomana wangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22Genesisi 22:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Abhurahamu akati, “Mwari uchatipa gwayana rechibayiro chinopiswa, mwana wangu;” saizvozvo vakafamba vari vaviri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 22