Genesisi 24:60
Genesisi 24:60 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakakomborera Ribheka vachiti, “Dai iwe mwana wedu ukava amai vamazana akazanirana avanhu! Zvizvarwa zvako ngazvikurire maguta avavengi vazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 24Genesisi 24:60 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye vakaropafadza Rabheka vakati, “Iwe hanzvadzi yedu, uve mai wavazhinji vave zviuru nezviuru; vana vako ngavatore masuo avavengi vavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 24Genesisi 24:60 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaropafadza Rabheka, vakati kwaari, “Iwe, hanzvadzi yedu, uve mai vezviuru zvamazana; vana vako ngavave varidzi vamasuo avavengi vavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 24